Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 3:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 (kana munhu asingazivi kubata imba yake, angachengeta seiko kereke yaMwari?)

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 (kana munhu asiŋgaziʋi kuɓata imba yake, uŋgaceŋgeta seiko kereke yaMŋari?)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 (Kana munhu asingazivi kubata imba yake zvakanaka, angachengeta seiko kereke yaMwari?)

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 3:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy