1 Timoti 3:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 asingadi waini, asingarwi; asi munyoro, asina gakava, asingakariri mari; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 usiŋgaɗi waini, usiŋgarwi; asi munyoro, usinegakaʋa, usiŋgakariri mari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 asi chidhakwa chomunhu kana munhu anoda zvokurwa asiri munhu ane mwoyo munyoro kwete munhu wenharo kana anokarira mari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 asi chidhakwa chomunhu kana munhu anoda zvokurwa asiri munhu ane mwoyo munyoro kwete munhu wenharo kana anokarira mari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 asingadhakwi, asingarwi uye ano unyoro, asina gakava, asingakariri mari. Viz kapitola |