1 Timoti 3:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 nokuti avo vakushumira zvakanaka, vanozviwanira zita rinokudzwa, nokutsunga kukuru pakutenda kwavo muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 nokuti aʋo ʋakashumira ɀakanaka, ʋanoɀiwanira zita rinokudzwa, nokutsuŋga kukuru pakutenda kwaʋo munaKristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Avo vanoita basa ravo zvakanaka samadhikoni vanozviwanira zita rakanaka uye chivimbo chikuru muchitendero chavo muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Avo vanoita basa ravo zvakanaka samadhikoni vanozviwanira zita rakanaka uye chivimbo chikuru muchitendero chavo muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vaya vakashumira zvakanaka vanozviwanira zita rakanaka uye nokusimbiswa kukuru pakutenda kwavo muna Kristu Jesu. Viz kapitola |