1 Timoti 3:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Naivo ngavatange kuedzwawo, ipapo vashumire, kana vasina chavangapomerwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naiʋo ŋgaʋataŋge kuidzwa ʋo, ipapo ʋashumire, kana ʋasina‐caʋaŋgapomerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 uye ngavatange vaongororwawo. Kana vabudirira kuti havana chinoshoreka vangapinde zvavo mubasa roudhikoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 uye ngavatange vaongororwawo. Kana vabudirira kuti havana chinoshoreka vangapinde zvavo mubasa roudhikoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vanofanira kutanga vaedzwa, uye kana pasina chavangapomerwa, ngavashumire samadhikoni. Viz kapitola |