1 Timoti 2:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 naAdhamu haana kunyengerwa, asi mukadzi akanyengerwa akapinda pakudarika; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 naAdama haanakunveŋgerwa, asi mukadzi wakanyeŋgerwa akapinda pakuɗarika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa akava mutadzi. Viz kapitola |