Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 1:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Sezvandakakumbira zvikuru kwauri, ini ndichienda Makedhonia, ndinoti, usare muEfeso, kuti urayire vamwe, varege kudzidzisa dzimwe dzidziso;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Seɀandakakumbira ɀikuru kwauri, ini ndicienda Makedonia, ndinoti, usare paEfeso, kuti uraire ʋamŋe ʋarege kudzidzisa dzimŋe dzidziso;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Sokukukurudzira kwandakaita pandakanga ndichienda kuMasedhonia, ramba uri kuEfeso kuti uudze vamwe vanhu kuti varege kukudzidzisa zvidzidziso zvisina akambodzidzisa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Sokukukurudzira kwandakaita pandakanga ndichienda kuMasedhonia, ramba uri kuEfeso kuti uudze vamwe vanhu kuti varege kukudzidzisa zvidzidziso zvisina akambodzidzisa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Sezvandakakumbira zvikuru kwauri pandakaenda kuMasedhonia, gara paEfeso kuitira kuti ugorayira vamwe varume kuti varege kudzidzisa dzidziso dzenhema,

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 1:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy