Ɀireʋo 6:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 zvokuti pakaripwa haambozviona kana kugadzana mwoyo nokumupa kwako zvipo zvakawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Haaŋgaʋi nehanya nomuripo; Haaŋgatendi, kunyaŋge ukamuʋigira ɀipo ɀizhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Haangavi nehanya nomuripo; Haangatendi, kunyange ukamuvigira zvipo zvizhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 zvokuti pakaripwa haambozviona kana kugadzana mwoyo nokumupa kwako zvipo zvakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 zvokuti pakaripwa haambozviona kana kugadzana mwoyo nokumupa kwako zvipo zvakawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Haangagamuchiri muripo upi zvawo; acharamba fufuro, kunyange rakakura sei. Viz kapitola |