Ɀireʋo 6:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 nokuti shanje inoitisa munhu hasha, kana wotsividza anotsividza zvisina tsitsi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Nokuti goɗo rinomutsa hasha dzomurume; Haaŋganzwiri tsitsi pazuʋa rokutsiʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Nokuti godo rinomutsa hasha dzomurume; Haanganzwiri tsitsi pazuva rokutsiva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 nokuti shanje inoitisa munhu hasha, kana wotsividza anotsividza zvisina tsitsi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 nokuti shanje inoitisa munhu hasha, kana wotsividza anotsividza zvisina tsitsi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 nokuti godo rinomutsa hasha dzomurume, uye haanganzwiri tsitsi kana otsiva. Viz kapitola |