Ɀireʋo 6:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 chaanowana ipapa maronda nokushorwa uye kuzvidzwa kwako hakufe kwakabva Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ucaŋgoɀiwanira maʋaŋga nokusakudzwa; Kunyadziswa kwake hakuŋgatoŋgopisikwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Uchangozviwanira mavanga nokusakudzwa; Kunyadziswa kwake hakungatongopisikwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 chaanowana ipapa maronda nokushorwa uye kuzvidzwa kwako hakufe kwakabva Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 chaanowana ipapa maronda nokushorwa uye kuzvidzwa kwako hakufe kwakabva Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Kurohwa nokunyadziswa ndiwo mugove wake, uye kunyadziswa kwake hakungatongobviswi; Viz kapitola |