Ɀireʋo 6:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Handiti vanhu vanoshora mbavha here inenge yaba kuti irape nzara yayo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ʋanhu haʋaŋgaɀidzi muɓi kana aciɓa Kuti agute kana aciŋge anenzara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Vanhu havangazvidzi mubi kana achiba Kuti agute kana achinge ane nzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Handiti vanhu vanoshora mbavha here inenge yaba kuti irape nzara yayo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Handiti vanhu vanoshora mbavha here inenge yaba kuti irape nzara yayo? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Vanhu havazvidzi mbavha kana ikaba kuti ipedze nzara yayo painenge yoziya. Viz kapitola |