Online Bible

- Reklamy -

Ɀireʋo 6:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ndizvo zvakaita munhu anoenda kumukadzi womumwe hakuna anomubata bata akarega kurangwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ndiɀo ɀakaita munhu unopinda kumukadzi wowokwake; Aninani unomunyaŋgata iye mukadzi haaŋgaregwi kurobga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ndizvo zvakaita munhu anopinda kumukadzi wowokwake; Ani naani anomunyangata iye mukadzi haangaregwi kurohwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ndizvo zvakaita munhu anoenda kumukadzi womumwe hakuna anomubata bata akarega kurangwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ndizvo zvakaita munhu anoenda kumukadzi womumwe hakuna anomubata bata akarega kurangwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ndizvo zvakaita uyo anorara nomudzimai womumwe murume; hapana angabate mukadzi iyeyo akasarangwa.

Viz kapitola kopírovat

Ɀireʋo 6:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy