Online Bible

- Reklamy -

Ɀireʋo 6:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Nokuti pfambi inogona kutengwa nemari yechingwa asi mukadzi womumwe anonanga zvokutora upenyu hwakakosha hwomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Nokuti nokuɗa kwecifeʋe munhu uŋgaȿikira pakudya cimeɗu ɓedzi ceciŋgwa; Mukadzi womumŋe munhu unovima ʋupenyu ʋunokosha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Nokuti nokuda kwechifeve munhu angasvikira pakudya chimedu bedzi chechingwa; Mukadzi womumwe munhu anovhima upenyu hunokosha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Nokuti pfambi inogona kutengwa nemari yechingwa asi mukadzi womumwe anonanga zvokutora upenyu hwakakosha hwomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Nokuti pfambi inogona kutengwa nemari yechingwa asi mukadzi womumwe anonanga zvokutora upenyu hwakakosha hwomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 nokuti chifeve chinokuderedza kusvikira wafanana nechingwa, uye mukadzi womumwe asi ari chifeve anoendesa upenyu hwako chaihwo kurufu.

Viz kapitola kopírovat

Ɀireʋo 6:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy