Ɀireʋo 6:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 kuitira kuti zvikudzivirire kumukadzi wakaipa kururimi rwunotapira rwomukadzi pfambi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kuti uceŋgetwe pamukadzi wakaipa, Pakuɓata kumeso kworurimi rwomutorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Kuti uchengetwe pamukadzi wakaipa, Pakubata kumeso kworurimi rwomutorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 kuitira kuti zvikudzivirire kumukadzi wakaipa kururimi rwunotapira rwomukadzi pfambi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 kuitira kuti zvikudzivirire kumukadzi wakaipa kururimi rwunotapira rwomukadzi pfambi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 kunokuchengetedza pamukadzi asingazvibati, kubva parurimi runonyengera rwomudzimai asingazvibati. Viz kapitola |