Ɀireʋo 6:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chandinodariro ndechokuti mutemo mwenje, murao chiedza kutsiurwa nokudzidziswa ndiwo mafambiro ohupenyu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti murairo ndiwo mŋenje; murau ndico ciedza; Kuraira kwokurairirwa inzira yoʋupenyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti murayiro ndiwo mwenje; murau ndicho chiedza; Kuraira kwokurairirwa inzira youpenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chandinodariro ndechokuti mutemo mwenje, murao chiedza kutsiurwa nokudzidziswa ndiwo mafambiro ohupenyu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chandinodariro ndechokuti mutemo mwenje, murao chiedza kutsiurwa nokudzidziswa ndiwo mafambiro ohupenyu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Nokuti mirayiro iyi ndiyo mwenje kwauri, dzidziso iyi ndiyo chiedza, uye kudzora kwokurayira ndiko nzira youpenyu, Viz kapitola |