Online Bible

- Reklamy -

Ɀireʋo 6:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kana wofamba inokutungamirira, kana worara inokuchengetedza. Kana wakasvinura inokurukura newe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kana ucifamba, ɀicakutuŋgamirira; Kana uciʋata pasi, ɀicakurinda; Kana womuka, ɀicataurirana newe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kana uchifamba, zvichakutungamirira; Kana uchivata pasi, zvichakurinda; Kana womuka, zvichataurirana newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kana wofamba inokutungamirira, kana worara inokuchengetedza. Kana wakasvinura inokurukura newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Kana wofamba inokutungamirira, kana worara inokuchengetedza. Kana wakasvinura inokurukura newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Paunofamba zvichakutungamirira; paucharara, zvichakurinda; pauchamuka, zvichataura newe.

Viz kapitola kopírovat

Ɀireʋo 6:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy