Ɀireʋo 6:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mwanangu chengeta mitemo yababa vako, usakande pasi mirao yaamai vako Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mŋanakomana waŋgu, ceŋgeta murairo waɓaɓa ʋako; Usarasha kudzidzisa kwamai ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Mwanakomana wangu, chengeta murayiro wababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mwanangu chengeta mitemo yababa vako, usakande pasi mirao yaamai vako Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mwanangu chengeta mitemo yababa vako, usakande pasi mirao yaamai vako Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mwanakomana wangu, chengetedza mirayiro yababa vako, uye usarasa kudzidzisa kwamai vako. Viz kapitola |