Ɀireʋo 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 chapupu chenhema chinotaura manyepo munhu anomutsa gakava pakati pehama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Capupu cinonyeŋgera cinoreʋa nhema, Ʋuye unokusha kupesana pakati pehama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Chapupu chinonyengera chinoreva nhema, Uye anokusha kupesana pakati pehama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 chapupu chenhema chinotaura manyepo munhu anomutsa gakava pakati pehama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 chapupu chenhema chinotaura manyepo munhu anomutsa gakava pakati pehama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 chapupu chenhema chinodurura nhema, uye munhu anomutsa kupesana pakati pehama. Viz kapitola |