Ɀireʋo 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nomwoyo unoronga zvirongwa zvakaipa netsoka dzinomhanyirira kune zvakaipa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mŋoyo unofuŋga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuʋaŋgira ɀakashata; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Mwoyo unofunga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuvangira zvakashata; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nomwoyo unoronga zvirongwa zvakaipa netsoka dzinomhanyirira kune zvakaipa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 nomwoyo unoronga zvirongwa zvakaipa netsoka dzinomhanyirira kune zvakaipa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 mwoyo unoronga mano akaipa, tsoka dzinokurumidza kumhanyira muzvakaipa, Viz kapitola |