Ɀireʋo 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nhubu munhu akaipa anongofamba achikanganisa mashoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Munhu usinamaturo, munhu unoita ɀakaipa, Ndiye unofamba nomuromo unenhema; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Munhu asina maturo, munhu anoita zvakaipa, Ndiye anofamba nomuromo une nhema; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nhubu munhu akaipa anongofamba achikanganisa mashoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nhubu munhu akaipa anongofamba achikanganisa mashoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Munhu asina maturo uye anoita zvakaipa, anofamba-famba achitaura zvakaora, Viz kapitola |