Online Bible

- Reklamy -

Ɀireʋo 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwanangu ukati ndiwe wokumiririra chikwereti chomumwe uchitsidza panzvimbo pomumwe,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Mŋanakomana waŋgu, kana uciŋge wakaɀiitira wokwako ruɓatso, Waɀisuŋga nokuɗa kwomutorwa noruʋoko rwako,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Mwanakomana wangu, kana uchinge wakazviitira wokwako rubatso, Wazvisunga nokuda kwomutorwa noruoko rwako,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwanangu ukati ndiwe wokumiririra chikwereti chomumwe uchitsidza panzvimbo pomumwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mwanangu ukati ndiwe wokumiririra chikwereti chomumwe uchitsidza panzvimbo pomumwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mwanakomana wangu, kana uchinge waita rubatso kumuvakidzani wako, kana uchinge waita mhiko nokumbunda noruoko rwako kuno mumwe,

Viz kapitola kopírovat

Ɀireʋo 6:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy