Ɀireʋo 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tsoka dzake dzinoenda kurufu nhanho dzake kuvafi ndiko kwadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Tsoka dzake dzinoɓurukira kurufu; Nhambge dzake dzinoʋaʋarira kubgiro; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Tsoka dzake dzinoburukira kurufu; Nambwe dzake dzinovavarira kuhwiro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tsoka dzake dzinoenda kurufu nhanho dzake kuvafi ndiko kwadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tsoka dzake dzinoenda kurufu nhanho dzake kuvafi ndiko kwadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Tsoka dzake dzinoenda kurufu; nhambwe dzake dzinonanga kuguva. Viz kapitola |