Ɀireʋo 5:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Anofa pamusana pekutadza kuzvibata uye anorasika pamusana poupenzi hwake hukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ucafa nokushaiwa kurairirwa; Ucatsauka noʋukuru bgoʋupenzi bgake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Achafa nokushaiwa kurairirwa; Achatsauka noukuru hwoupenzi hwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Anofa pamusana pekutadza kuzvibata uye anorasika pamusana poupenzi hwake hukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Anofa pamusana pekutadza kuzvibata uye anorasika pamusana poupenzi hwake hukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Achafa nokuda kwokushayiwa kuzvibata kwake, atsauswa noupenzi hwake hukuru. Viz kapitola |