Ɀireʋo 5:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Sei uchibatwa mwoyo mwanangu, nomukadzi asiwako uchimbundira chipfuva chepfambi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti iwe, mŋanakomana waŋgu, ucagutsirweiko nomukadzi wokumŋe, Ucambundikireiko cifuʋa comŋeni? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti iwe, mwanakomana wangu, uchagutsirweiko nomukadzi wokumwe, Uchambundikireiko chipfuva chomweni? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Sei uchibatwa mwoyo mwanangu, nomukadzi asiwako uchimbundira chipfuva chepfambi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Sei uchibatwa mwoyo mwanangu, nomukadzi asiwako uchimbundira chipfuva chepfambi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Unosungirweiko, mwanakomana wangu, nomukadzi chifeve? Unombundikirireiko chipfuva chomukadzi womumwe murume? Viz kapitola |