Ɀireʋo 5:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndairamba kuteerera zvaitaurwa navarairidzi vangu kana kurerekera nzeve yangu kuvadzidzisi vangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndakaregereiko kuterera inzwi raʋadzidzisi ʋaŋgu, Nokusarerekera nzeʋe yaŋgu kunaʋaindiraira? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndakaregereiko kuteerera izwi ravadzidzisi vangu, Nokusarerekera nzeve yangu kuna vaindiraira? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndairamba kuteerera zvaitaurwa navarairidzi vangu kana kurerekera nzeve yangu kuvadzidzisi vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndairamba kuteerera zvaitaurwa navarairidzi vangu kana kurerekera nzeve yangu kuvadzidzisi vangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndakanga ndisingateereri vadzidzisi vangu, kana kunzwa varairidzi vangu. Viz kapitola |