Ɀireʋo 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pakupedzisisa poupenyu hwako unozowuwura nyama yako nomuviri zvadyiwa zvino wavakuti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iwe ugocema pakupedzisira kwako, Kana nyama yako nomuʋiri wako ɀaparadzwa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Iwe ugochema pakupedzisira kwako, Kana nyama yako nomuviri wako zvaparadzwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pakupedzisisa poupenyu hwako unozowuwura nyama yako nomuviri zvadyiwa zvino wavakuti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pakupedzisisa poupenyu hwako unozowuwura nyama yako nomuviri zvadyiwa zvino wavakuti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pakupedzisira kwoupenyu hwako uchagomera, kana nyama nomuviri wako zvaparadzwa. Viz kapitola |