Ɀireʋo 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vamwewo vanhu vangadaro vakutorera upfumi hwako zvawakashandira zvikaenda kumutorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kuti ʋatorwa ʋarege kugutswa nefuma yako, Neɀiɓereko ɀokutambura kwako ɀiende kumba kwomŋeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Kuti vatorwa varege kugutswa nepfuma yako, Nezvibereko zvokutambura kwako zviende kumba kwomweni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vamwewo vanhu vangadaro vakutorera upfumi hwako zvawakashandira zvikaenda kumutorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 vamwewo vanhu vangadaro vakutorera upfumi hwako zvawakashandira zvikaenda kumutorwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 kuti vatorwa varege kudya upfumi hwenyu, uye kushanda kwenyu nesimba kurege kupfumisa imba yomumwe munhu. Viz kapitola |