Ɀireʋo 4:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kutarisa kwako ngakuti twasa, yeva zviri pamberi pako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Meso ako ŋgaarurame pakutarira; Mafuŋgiro ameso ako ŋgaatarire mberi kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Meso ako ngaarurame pakutarira; Mafungiro ameso ako ngaatarire mberi kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kutarisa kwako ngakuti twasa, yeva zviri pamberi pako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kutarisa kwako ngakuti twasa, yeva zviri pamberi pako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Meso ako ngaatarire mberi bedzi, ramba wakatarira mberi kwako. Viz kapitola |