Ɀireʋo 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi nzira yavakaipa yakaita sezarima havambozivi chinogumbura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nzira yaʋakaipa yakaita serima; Haʋaziʋi ciŋgaʋagumbusa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nzira yavakaipa yakaita serima; Havazivi chingavagumbusa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi nzira yavakaipa yakaita sezarima havambozivi chinogumbura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi nzira yavakaipa yakaita sezarima havambozivi chinogumbura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi nzira yavakaipa yakaita serima guru; havazivi zvinoita kuti vagumburwe. Viz kapitola |