Ɀireʋo 4:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Gwara ravarurami rakaita samambakwedza anoramba achingochena kusvikira ava masikati makuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi gwara raʋakarurama rakaita seciedza camambakwedza, Cinoramba ciciwedzera kubginya kuȿikira pamasikati makuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Asi gwara ravakarurama rakaita sechiedza chamambakwedza, Chinoramba chichiwedzera kubwinya kusvikira pamasikati makuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Gwara ravarurami rakaita samambakwedza anoramba achingochena kusvikira ava masikati makuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Gwara ravarurami rakaita samambakwedza anoramba achingochena kusvikira ava masikati makuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nzira yavakarurama yakafanana nechiedza chamambakwedza, chinoramba chichiwedzera kubwinya kusvikira pachiedza chamasikati makuru. Viz kapitola |