Ɀireʋo 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 nokuti uipi ndicho chokudya chavo uye utsinye ndiyo waini yavanonwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti ʋanodya ɀokudya ɀeɀakaipa, Nokunwa waini yokumanikidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti vanodya zvokudya zvezvakaipa, Nokunwa waini yokumanikidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 nokuti uipi ndicho chokudya chavo uye utsinye ndiyo waini yavanonwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 nokuti uipi ndicho chokudya chavo uye utsinye ndiyo waini yavanonwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vanodya zvokudya zvezvakaipa, uye vanonwa waini yezvechisimba. Viz kapitola |