Ɀireʋo 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndinodaro nokuti havakwanisi kuvata kana vasina kuita zvakaipa, havawane hope, kusvikira vatovhiringidza mumwe munhu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti haʋaʋati, kana ʋasiŋgaiti ɀakashata; Ʋanotorerwa hope dzaʋo, kana ʋasiŋgagumbusi ʋamŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti havavati, kana vasingaiti zvakashata; Vanotorerwa hope dzavo, kana vasingagumbusi vamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndinodaro nokuti havakwanisi kuvata kana vasina kuita zvakaipa, havawane hope, kusvikira vatovhiringidza mumwe munhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndinodaro nokuti havakwanisi kuvata kana vasina kuita zvakaipa, havawane hope, kusvikira vatovhiringidza mumwe munhu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokuti havangavati vasati vaita zvakaipa; havangabatwi nehope kusvikira vaita kuti mumwe munhu aputsike. Viz kapitola |