Ɀireʋo 3:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vangwaru vanowana mugove worukudzo asi mapenzi, chavo kuwanziridza kunyara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋakacenjera ʋacagara nhaka yokukudzwa; Asi mapenzi anoɀiwanira kunyadziswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Vakachenjera vachagara nhaka yokukudzwa; Asi mapenzi anozviwanira kunyadziswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vangwaru vanowana mugove worukudzo asi mapenzi, chavo kuwanziridza kunyara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vangwaru vanowana mugove worukudzo asi mapenzi, chavo kuwanziridza kunyara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vakachenjera vanowana kukudzwa, asi mapenzi anozviwanira kunyadziswa. Viz kapitola |