Ɀireʋo 3:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Tenzi anoita kuti imba yomunhu wakaipa iwirwe norushambwa asi dzimba dzavakarurama anodzikomborera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Kutuka kwaJehova kuri mumba mowakaipa; Asi unoropafadza ʋugaro bgaʋakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Kutukwa naJehovha kuri mumba mowakaipa; Asi unoropafadza ugaro hwavakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Tenzi anoita kuti imba yomunhu wakaipa iwirwe norushambwa asi dzimba dzavakarurama anodzikomborera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Tenzi anoita kuti imba yomunhu wakaipa iwirwe norushambwa asi dzimba dzavakarurama anodzikomborera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Kutuka kwaJehovha kuri paimba yeakaipa, asi anoropafadza musha womunhu akarurama. Viz kapitola |