Ɀireʋo 3:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 nokuti Tenzi anosema munhu ano mwoyo wakaipa asi munhu ari pachokwadi munhu wake wapamwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nokuti mutsauki inyaŋgadzi kunaJehova; Asi unoʋukama naʋakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Nokuti mutsauki inyangadzi kuna Jehovha; Asi ano hukama navakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 nokuti Tenzi anosema munhu ano mwoyo wakaipa asi munhu ari pachokwadi munhu wake wapamwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 nokuti Tenzi anosema munhu ano mwoyo wakaipa asi munhu ari pachokwadi munhu wake wapamwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 nokuti Jehovha anovenga munhu akatsauka, asi anoudza akarurama zvaanoda kuita. Viz kapitola |