Ɀireʋo 3:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Rega kumutsana nomunhu pasina chiripo, asina chaakutadzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Usarwa nomunhu pasinemhoȿa, Kana asina‐kukuitira ɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Usarwa nomunhu pasina mhosva, Kana asina kukuitira zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Rega kumutsana nomunhu pasina chiripo, asina chaakutadzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Rega kumutsana nomunhu pasina chiripo, asina chaakutadzira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Usapomera munhu mhosva pasina chikonzero, iye asina zvaakutadzira. Viz kapitola |