Ɀireʋo 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 nokuti Tenzi ndiye waunovimba naye. Iye achachengeta tsoka yako kuti irege kubatwa nomusungo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nokuti Jehova ucaʋa ciʋimbo cako; Ucaceŋgeta rutsoka rwako, kuti rurege kuɓatwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Nokuti Jehovha achava chivimbo chako; Achachengeta rutsoka rwako, kuti rurege kubatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 nokuti Tenzi ndiye waunovimba naye. Iye achachengeta tsoka yako kuti irege kubatwa nomusungo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 nokuti Tenzi ndiye waunovimba naye. Iye achachengeta tsoka yako kuti irege kubatwa nomusungo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 nokuti Jehovha achava chivimbo chako uye achachengeta rutsoka rwako kuti rurege kubatwa. Viz kapitola |