Online Bible

- Reklamy -




Ɀireʋo 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Hauzotya chivhundumukira chezvinotyisa kana pfumvu yowira vaipi,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Usatya hako civunduso cinokuwira kamŋe‐kamŋe, Kunyaŋge kuparadzwa kwaʋakaipa, kana kuciȿika;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Usatya hako chivhunduso chinokuwira kamwe-kamwe, Kunyange kuparadzwa kwavakaipa, kana kuchisvika;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Hauzotya chivhundumukira chezvinotyisa kana pfumvu yowira vaipi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Hauzotya chivhundumukira chezvinotyisa kana pfumvu yowira vaipi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Usatya zvako dambudziko rinovhundutsa kana kuparadza kunokunda vakaipa,

Viz kapitola kopírovat




Ɀireʋo 3:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy