Ɀireʋo 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo unozofamba nzira yako pasina chinokuwana tsoka yako haizogumburwi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo ucafamba nenzira yako wakasimba; Rutsoka rwako haruŋgagumburwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo uchafamba nenzira yako wakasimba; Rutsoka rwako harungagumburwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo unozofamba nzira yako pasina chinokuwana tsoka yako haizogumburwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo unozofamba nzira yako pasina chinokuwana tsoka yako haizogumburwi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo uchafamba panzira yako murugare, uye rutsoka rwako harungagumburwi; Viz kapitola |