Ɀireʋo 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Noungwaru Tenzi akadzika ugaro hwapasi akamisawo nokunzwisisa kwake denga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Jehova wakateya pasi noʋucenjeri; Wakasimbisa kuɗeŋga‐ɗeŋga nenjere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Jehovha akateya pasi nouchenjeri; Wakasimbisa kudenga-denga nenjere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Noungwaru Tenzi akadzika ugaro hwapasi akamisawo nokunzwisisa kwake denga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Noungwaru Tenzi akadzika ugaro hwapasi akamisawo nokunzwisisa kwake denga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nouchenjeri Jehovha akateya nheyo dzenyika, nokunzwisisa akaisa matenga munzvimbo dzawo; Viz kapitola |