Online Bible

- Reklamy -

Ɀireʋo 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 nokuti zvinowanikwa mahuri zviri nani pano zvinowanikwa musirivha uye zvibereko zvahwo zvinokunda zvibereko zvendarama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti kuʋuwana ibgo kunopfuʋura kuwana sirveri; Nokuʋufuma ibgo kunopfuʋura kufuma ndarama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokuti kuhuwana ihwo kunopfuura kuwana sirivha; Nokupfuma nahwo kunopfuura kupfuma nendarama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 nokuti zvinowanikwa mahuri zviri nani pano zvinowanikwa musirivha uye zvibereko zvahwo zvinokunda zvibereko zvendarama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 nokuti zvinowanikwa mahuri zviri nani pano zvinowanikwa musirivha uye zvibereko zvahwo zvinokunda zvibereko zvendarama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 nokuti hwakanyanya kunaka kupfuura sirivha, uye hunopfumisa kupfuura goridhe.

Viz kapitola kopírovat

Ɀireʋo 3:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy