Online Bible

- Reklamy -




Ɀireʋo 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akakomborerwa munhu anowana ungwaru, munhu anowana kunzwisisa,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Munhu, wawana ʋucenjeri, unomufaro, Naiye munhu, unowana njere.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Munhu, awana uchenjeri, anomufaro, Naiye munhu, anowana njere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akakomborerwa munhu anowana ungwaru, munhu anowana kunzwisisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akakomborerwa munhu anowana ungwaru, munhu anowana kunzwisisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akaropafadzwa munhu anowana uchenjeri, munhu anowana kunzwisisa,

Viz kapitola kopírovat




Ɀireʋo 3:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy