Ɀireʋo 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 nokuti Tenzi anotsiura wavanoda sezvinoita baba mwana waanoda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti Jehova unoraira muɗikanwa wake; Seɀinoita ɓaɓa mŋanakomana waʋo waʋanofarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti Jehovha anoraira mudikanwa wake; Sezvinoita baba mwanakomana wavo wavanofarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 nokuti Tenzi anotsiura wavanoda sezvinoita baba mwana waanoda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 nokuti Tenzi anotsiura wavanoda sezvinoita baba mwana waanoda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 nokuti Jehovha anoranga avo vaanoda, sababa nomwanakomana wavanofarira. Viz kapitola |