Ɀireʋo 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Matura ako anobva azadzwa nezvakawanda makuvi ako ewaini anozopfachukira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo matura ako acazadzwa neɀakawanda, Makate ako acapfacuka newaini itȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo matura ako achazadzwa nezvakawanda, Makate ako achapfachuka newaini itsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Matura ako anobva azadzwa nezvakawanda makuvi ako ewaini anozopfachukira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Matura ako anobva azadzwa nezvakawanda makuvi ako ewaini anozopfachukira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 ipapo matura ako achazadzwa kusvikira pakufashukira, uye makate ako achazara kusvika pamusoro newaini itsva. Viz kapitola |