Online Bible

- Reklamy -

Ɀireʋo 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwanangu usakanganwe chidzidziso changu, mwoyo wako ngauchengete mitemo yangu

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Mŋanakomana waŋgu, usakaŋganwa kudzidzisa kwaŋgu; Asi mŋoyo wako ŋgauceŋgete mirairo yaŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu; Asi mwoyo wako ngauchengete mirairo yangu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwanangu usakanganwe chidzidziso changu, mwoyo wako ngauchengete mitemo yangu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mwanangu usakanganwe chidzidziso changu, mwoyo wako ngauchengete mitemo yangu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu, asi uchengete mirayiro yangu mumwoyo mako,

Viz kapitola kopírovat

Ɀireʋo 3:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy