Ɀireʋo 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kutya Tenzi unobva wakunzwisisa uchibva wawana kuziva Mwari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo ucanzwisisa kutya Jehova, Nokuwana ziʋo yaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo uchanzwisisa kutya Jehovha, Nokuwana zivo yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kutya Tenzi unobva wakunzwisisa uchibva wawana kuziva Mwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kutya Tenzi unobva wakunzwisisa uchibva wawana kuziva Mwari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 ipapo uchanzwisisa kutya Jehovha uye uchawana ruzivo rwaMwari. Viz kapitola |