Ɀireʋo 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ukatsvaka ungwaru sesirivha uchihutsvaka upfumi hwakavandika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀirokwaɀo kana ukaʋutȿaka sesirveri, Ukaʋutȿakisisa sefuma yakaʋanzwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvirokwazvo kana ukahutsvaka sesirivha, Ukahutsvakisisa sepfuma yakavanzwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 ukatsvaka ungwaru sesirivha uchihutsvaka upfumi hwakavandika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 ukatsvaka ungwaru sesirivha uchihutsvaka upfumi hwakavandika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye kana ukahutsvaka sounotsvaka sirivha nokuhutsvaka sounotsvaka pfuma yakavanzwa, Viz kapitola |