Ɀireʋo 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 vanhu vane nzira dzakakombama vanokuita kwakamonyoroka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanenzira dzakaminama, Ʋanotsauka pamakwara aʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vane nzira dzakaminama, Vanotsauka pamakwara avo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 vanhu vane nzira dzakakombama vanokuita kwakamonyoroka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 vanhu vane nzira dzakakombama vanokuita kwakamonyoroka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 vane nzira dzakaminama uye vanonyengera pamaitiro avo. Viz kapitola |