Ɀireʋo 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwanangu, teerera zvaunodzidziswa nababa vako. Usarambe zvaunorairwa naamai vako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋanakomana waŋgu, inzwa kurairira kwaɓaɓa ʋako; Usarasha kudzidzisa kwamai ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Mwanakomana wangu, inzwa kurairira kwababa vako; Usarasha kudzidzisa kwamai vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwanangu, teerera zvaunodzidziswa nababa vako. Usarambe zvaunorairwa naamai vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwanangu, teerera zvaunodzidziswa nababa vako. Usarambe zvaunorairwa naamai vako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mwanakomana wangu, teerera, kurayira kwababa vako, uye usarasa kudzidzisa kwamai vako. Viz kapitola |