Ɀireʋo 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mungwaru achadzinzwawo agopamhidzira ruzivo anonzwisisa agowanawo mano. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kuti wakacenjera anzwe, awedzere kudzidza; Nomunhu wenjere awane mano akanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Kuti wakachenjera anzwe, awedzere kudzidza; Nomunhu wenjere awane mano akanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mungwaru achadzinzwawo agopamhidzira ruzivo anonzwisisa agowanawo mano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mungwaru achadzinzwawo agopamhidzira ruzivo anonzwisisa agowanawo mano. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 vakachenjera ngavanzwe uye vagowedzera pakudzidza kwavo, uye vanonzvera ngavawane kutungamirirwa, Viz kapitola |