Ɀireʋo 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo vapiwe uchenjeri nevechidiki kufunga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋasinamano ʋapiwe kuŋgwara, Jaya ripiwe ziʋo nokucenjera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vasina mano vapiwe kungwara, Jaya ripiwe zivo nokuchenjera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo vapiwe uchenjeri nevechidiki kufunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo vapiwe uchenjeri nevechidiki kufunga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kuti vasina mano vapiwe uchenjeri, jaya ripiwe ruzivo namano, Viz kapitola |